Lutala sezita
Lutala izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa, neBurundi.
- Vanhu vane zita iri: Elsa Lutala; Emmanuel Lutala; Marie Lutala; Elysee Lutala.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mitauro yeCaprivi inoti lutala (n. platform for laying dishes to dry) kureva dara rendiro.
- Kikuyu inoti rutala (n. platform for laying dishes to dry) kureva dara rendiro.