Lutola izita remhuri rinowanikwa muMozambique neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Juliana Lutola; Junior Lutola; Julien Lutola; Henderson Lutola.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Bushong inoti lutola (n. camwood; iron ore; red colour).
  • Bushong inoti lutola (adj. of light or bright red colour; crimson).