Mabweadziva (Kal. Njelele; Malindidzimu, Vhe. Nzhelele) kana Njerere, ishraini ye Hunzimu re Murenga. Murenga aive tateguru muvambi we Zimbabwe se dhidhizha. Izwi rake rinotaura nebako reMabweadziva asina homwe yaanopinda achitauranayo. Hondo dze rusununguko dzinorwiwa munyika yedu yeZimbabwe dzinorwiwa muzita rake uye dzakadanwa dzichinzi Chimurenga. [1]

Mamwe mazita

chinjirudza
  • Njerere, Matoposi, Matobosi

Mashoko ashandiswa

chinjirudza
  • hunzimu - kuzama kureva spirituality

Mabviro eruzivo

chinjirudza
  1. https://web.archive.org/web/20220920063024/https://www.thepatriot.co.zw/old_posts/njelele-spiritual-centre-for-murenga-founder-ancestor-of-zimbabwe/