Machani sezita
Machani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Machani Mtuta; Moses Machani; Vongai Machani; Melisa Machani.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.