Machingambi
Machingambi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Izwi rokuti machinga rinotodzana nerokuti kuchingura.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.