Machirika
Machirika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Carol Machirika; Patience Machirika; Grace Machirika; Imani Machirika.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.