Madeko izita rechisikana rinovamba pamashoko eChishona okuti madekwana, manhoko uye madeukira, kana pachiito chokuti kudoka.

Kumwe chinjirudza

KuJapani vanoshandisa zita rokuti Madoka sezita rechisikana rinoreva zvakasiyana nekuda kwekushandiswa kwe Kanji. MuChishona zita rokuti Madoka rinoshandiswa sezita remhuri.