Madobole sezita
Madobole izita revanhu rinowanikwa muTanzania neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Madobole Mlelwa; Mwahadego Madobole; Lupende Madobole; Madobole Mboyane.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kihehe inoti mudobole kana mutungalunga (n. Hagenia abyssinica) imhando yemuti warehwa.