Maduka izita revanhu rinowanikwa muAfrika.

  • Vanhu vane zita iri: Stanley Maduka, Emmanuel Maduka, Benjamin Maduka.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lubwisi vanoti duuka, maduuka (n. Shop, store, market place).