Madzimo (fire extingusiher) zvinoreva chero chinhu chinoshandiswa kudima moto. Vamwe vatauri vanoti mudzimo. Moto wemusango wainyanya kudimwa nemasanzu kana madende akanyikwa mumvura.