Mafutanhara

(Redirected from Mafutarupande)

Mafutanhara (Cis-fat) mafuta ane hydrogen mbiri kudivi rimwe redouble bond. Ko kuti mafuta-chivare?

Kupiwa kweZitaEdit

  • Zita rokuti mafutanhara rapiwa zvichibva pakuti nharaunda (area, locality) nokuti mafuta aya ane hydrogen dziri mhiri imwe yedouble-bond - kureva kuti dziri munharaunda imwe.
  • Mafutamhiri izwi riri kushandiswa kuturikira chinonzi trans-fat kuEnglish,

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lugwere inoti mutala (n. locality; local area) kureva nharaunda. Kinande inoti eritalika (v. superimpose: to put or join as an addition).
  • Ila vanoti itala (side of a river) kureva parutivi perwizi.
  • Nyanja vanoti kundandalika (stand or be placed side by side).