Magetsi izita reChiShona uye rinoreva chinonzi electricity kuEnglish. Magetsi anobva kuma Electrons.

Mabasa eMagetsi chinjirudza

Magetsi anoshandiswa muzvinhu zvakawanda sezvumumba.magetsi , anemavolts epamusoro anoshandiswa kumaindustries .Magetsi anowanikwa futi mumafoni kumatv.. Magetsi mazuvano akunyanyoshandiswa kupfura mushandisiro akare. Anoshandiswa pamastove , mafridge nepamalights akuvheneka mumba. Magetsi anowinikwa futi paInonzi electrostatic.Inonyanyowanikwa kanazvinhu zviviri zvarabhaniswa zvese.

Kugadzirwa kweMagetsi chinjirudza

Magetsi anobva kuma chemicals seSulphuric.acid anowanikwa naturally sange electrostatic .Anowanikwa futi kubva paelectromagnetic radiation. Magetsi akosha - mulife ende kwakoshandiswa masmall device kuti afambise magetsi.Magetsi aya anopinda mumacircuits ochinjwa chinjwa.Anoshandiswa futi kuchinja kubva kumagetsi to light.Masolar cells anochinja maelectromagnetic radiation kumaisa kumagetsi. Zuva rinobuditsa maelectromagnetic radiation ndokumaendesa kunyika. Maradiation aya ndeanozoshandiswa Kuchinjwa kubvakuradiation kuiswa kumagetsi.Ndosaka uchiona solar isingaunze magetsi. Solar haishandise heat irikubva kuzuva, ichiisa kumagetsi but inoshandisa electromagnet radiation


Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Bavili vanoti nzasi (n. electricity).