Mahusekwa inzvimbo yemabhizimisi iri mudunhu rinonzi Chihota, kuMarondera. Pedyo neMahusekwa pane chikoro chedzidzo yepamusoro chinonzi Musemburi High School. PaMahusekwa pari kuvakwa chipatara chikuru nemaChina. Kuti munhu asvikeko anoenda nemugwagwa unonzi Simon Mazorodze, odarika rukova runonzi Manyame. Wangoti fambei makiromita anenge maviri, unopinda munzira inonzi Mudzimirema Road anoenda kuruboshwe, iyo inosvika paLandos. Anotora mugwagwa unoenda kuruboshwe zvakare inokusvitsa kuMahusekwa. Paddie Zvichauya