Gongwa

(Redirected from Makombwe)

Gongwa, gombwe kana gombe (influential person, very rich man).

Munyika dzakatsaukana Pasirose kune makombwe anenge ana: Strive Masiyiwa, Bill Gates, Warren Buffet, Aliko Dangote, Patrice Motsepe zvichingodaro.

Mitauro yeBantuEdit

  • Lozi vanoti bukombwa (n. steward of a chief; office of a steward in the Litunga's household - King).
  • Barotse vanoti -kombweka (v.t. to serve as a steward, to superintend another's affairs).
  • Chuabo vanoti koὁmbwe (adj. basilic - kingly, royal).