Makomo e Atlasi
Makomo e Atlasi makomo anowanikwa mumaodzanyemba eziwumbe re Afurika, muMaghreb, rinopatsanura Gwenga re Sahara ne Bhahari re Medhiteraniya uye ne Gungwa re Atlandiki; zita rokuti "Atlandiki" rakabva kumakomo aya. Anotara 2,500 km (1,600 mi) achienderera achipinda nemuMoroko, Arujeriya ne Tunisia.