Malongo izita remhuri rinowanikwa kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri:Rochealle Malongo; Guichy Malongo; Patrick Malongo.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Kikongo inoti malongo (n. far-off lands; far away country, foreign country).