Manyene, huhwe, mhungubwe kana hungubwe (Black-backed jackal) imhuka iri mumhuri yembwa inowanikwa musango. manyene anoita musana une mamvanda matema uye dumbu nemakumbo ebrown. Chimuskwe chamanyene chine mamvanda marefu uye manyene ane nzeve ndefu.

Jackal Cape cross 2009.JPG

Mitauro yeBantuChinjirudza