Mapanzure

Mapanzure izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mapanze kana mabvumwa (quickness of human growth).
  • Vanhu vane zita iri: Tsitsi Mapanzure; Evina Mapanzure; Vongai Mapanzure; Garry Mapanzure.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -panza (to split open, open up animal or fish) kureva kubanzura nepakati.
  • VaMambwe vanoti -panzya (to cause somebody to grind the flour roughly, to show somebody a man a way out of difficulties) vachireva kumanza pakugaya.
  • VaMambwe vanoti -panzalika umuseo (to widen the road) vachireva kupamhamisa mugwagwa.
  • Kinande vanoti eripanzula (to separate) kureva kubanzura nepakati.