Mapisarema ndima 96 chikamu 1 Imba nziyo kuna Tenzi Iwe nyika imbira Tenzi 2 Imbira Tenzi urumbidze zita rake ,dana rudzikinuro rwake misi yose. 3Danidzira hutsvene panyika nokuda kwemabasa ake akarurama kuvanhu. 4Nokuti mutsvene Tenzi akafanira kurumbidzwa ,anofanira kutyikwa pamusoro pemadzimambo ese