Maramba-Pfungwe
Maramba-Pfungwe idunhu rekuvhota riri kuMashonaland East. Dunhu iri rakagarwa nevanhu verudzi rweVaBudya.
Kare dunhu rekuvhota iri rakanga richisanganisira Uzumba saka rainzi Uzumba-Maramba-Pfungwe kana kuti UMP muchidimbu. Ikozvino dunhu reUzumba rine mana anonzi Nakiwa, Uzumba, Muswe, Nyadiri, neKarimbika. Dunhu rekuvhota reMaramba-Pfungwe rine mana anonzi Mutawatawa, Borera, Dindi, Kafura, neChitsungo.
Mitauro yeBantu chinjirudza
- VaTonga vanoti fungwe (species of wild cat) vachireva mhando yekatsi yemusango.