Mariga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ashington Mariga, Jeffrey Mariga.
  • Kuriga (to fell) zvinoreva kuwisa china chakamira - sokuti kuriga muti.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Gikuyu vanoti rika kana marika (n. generation; same age; contemporary). VaDigo neVaMbugwe vanoti rika (n. agemate; age-set) munhu wezera rimwe.
  • Giryama vanoti marika (circumcision cycles). Giryama vanoti rika kana marika (of the same age). Zigula vanoti lika kana malika (n. youth; generations).
  • VaGungu vanoti maliga (n. tears). Mamwe mazwi: kuliga (n. v. decorate; paint or draw, adorn). Batswana vanoti mariga (winter).
  • VaZigula vanoti kulika (to be equal in size - two things or persons). Mamwe mazwi: kumalika (to be equal in size - a quantity; to be alike in age or height).
  • Gusilay vanoti ériga (n. caïman) kureva mhando yegarwe.