Open main menu

Muroro (muroro bush) igwenzi rinobereka muchero unonzi maroro.

TsumoEdit

  • Kuona roro kutsvuka kunze, nyamba mukati makadyiwa namakonye. An attractive exterior may hide a repulsive interior.