Mataa izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mukelabai Mataa; Nzooma Mataa; Mercy Mataa; Nangalwelwa Mataa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaSangho vanoti taa (true; real; genuine; really, genuinely).