Matepeta sezita
Matepeta izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Samson Matepeta; Kamisa Matepeta; Abson Matepeta; Joseph Matepeta.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Barotse vanoti matepeta (n. looseness, slackness; by extension a slack person).