Mateya kana manheza (rickets; bow legs) zvinotaura makumbo akabhendera kunze zvichiwonekwa sechirwere chokushya kudya kwakakwana.

Tsika chinjirudza

Kumutambo wenhabvu zvinosetsa stereki kana munhu akakavirwa bhora nepakati pemakumbo, uku kunonzi kupinzwa deya.