Matindike izita remhuri.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Dindikwa kana matindikwa (Uncompleted work, journey, legal case) apa kureva chirongwa chakasiyirwa pakati - kunonzi kutindika. Wacho anoshanda seizvi onzi matindike.
  • Kutindika kana kutindidza (to leave work unfinished) zvinoreva maitiro ekusiyira basa pakati risina kupera.