Matobo District idunhu rinowanikwa muMatebeleland South province muZimbabwe. Mudunhu iri ndimo mune Matobo National Park.

Mother and Child Kopje murimuka reMatobo National Park.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • MaZulu vanoti ilitobo kana amatobo pakuwanda (Smooth, hairless head; bald head) vachireva musoro une muparavara.
  • MaZulu vanoti amatobo pakuwanda (Species of running plant, with fruit resembling a tomato) vachireva dzinde rinotandira rine muchero wakafanana nemadomasi.