Muchidzidzo fundoyetsimba, maungira (Echo) zvinoreva chiitiko chinoti munhu akadaidzira, mashoko ake anodzoka kwaari. Vamwe vatauri vanoti makoo.