Mazengo izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Mazengo Sabaya; Alex Mazengo; Salome Mazengo; Hashim Mazengo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Zigula inoti mazengo (n. lumber - rough and unfinished).