Mazita Anodudza Humhizha
Chinyorwa chino chinounganidza mazita eChiShona anodudza humhizha hwemunhu.
- Chipara
- Madombwe (beestings) rinokwanisa kududza munu ane mombe dzemukaka dzakawanda.
- Mapfumo
- Magejo
- Marimazhira - kureva munhu anosiya kurima achiswerofamba nenzira.
- Matanga
- Nyabadza
- Ndudzo
- Mhizha sezita
- Kurima sezita
- Muronda sezita
- Muronzi sezita