• Mbaravara (flashing object) apa kureva chinhu chinovaima. Ndaona mbaravara yemheni: I saw a flash of lightning.
  • Mbaravara kana nyanzvi (Clever person) apa kureva munhu akachenjera. Imbaravara yomukomana: he is an intelligent boy.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.