Mbira (Rock Rabbit).

Tsumo chinjirudza

  • Kutumira kwakashayisa mbira muswe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Mang'anja vanoti mbira (n. hyrax, rock rabbit) kureva mbira.
  • Kinande vanoti ekururu (n. guinea pig) kureva mbira.