Mbirira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Mbirira; Tasha Mbirira; Miriam Mbirira; Arnold Mbirira.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti mbirira (n. grave; tomb; burial place).