Mbofu sezita
Mbofu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neCameroon.
- Vanhu vane zita iri: Nicole Mbofu; Monica Mbofu; Cathrine Mbofu; Liberata Mbofu; Polycarp Mbofu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mbukushu inoti mbofu (n. sour milk) kureva mukaka wakakora.