Mboya izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, Tanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Pamela Mboya; Grace Mboya; Leonida Mboya; Khanyisa Mboya.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Bushong inoti mboya (n. the firstborn of twins) kureva mupatya akatanga kuzvarwa.