Rubudiro

(runangakatsva kubva kuMbudo panjodzi)

Mbudo, rubudiro (Exit) igonhi rinoshandiswa kubuda naro panzvimbo.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Mbindo, rupindiro (Entrance) igonhi rinoshandiswa kupinda naro panzvimbo.
  • Mbudo panjodzi (Emergency Exit) igonhi kana nzira inoshandiswa kubuda panguva yokunge munhu atarisana nenjodzi.

Mitauro yeBantu chinjirudza