Muchidzidzo cheMasvomhu mbumbira (Integer) inhamba inokwanisa kunyorwa isina dimbu pairi. Somuenzaniso, 21, 4, 0, uye −2048 inhamba mbumbira, asi nhamba dzinoti 9.75, 5½, 3.45 hadzisi nhamba mbumbira. Saka boka rembumbira rinosanganisira:

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Vatauri veKinyarwanda vanoti kubumbira (to put together, to unite). Zvichida izwi iri ringaturikira chinonzi integrate kuEnglish?