Ambuya

(runangakatsva kubva kuMbuya)

Shoko rokuti ambuya (grand-mother) rinoreva mukadzi akabereka baba kana kuti amai vako.

Grandmother carrying child in Borana, Ethiopia.jpg

Shoko iri rinoshandisazve kureva mukadzi akaroorwa nehanzvadzi yaAmai vakakubereka.

Mitauro yeBantuChinjirudza