Mhakure kana mbazarucho (Mozambican spitting Cobra)(Naja Mossambica) inyoka inowanikwa mudunhu reAfrica, kunyanya munyika dzinoti Angola, Botswana, Mozambique, Namibia, South Africa, Tanzania, Zambia and Zimbabwe. Ine huturu hwakaipa kunyanya. Nyoka iyi inozivikanwa nekusvipa mate. Inovanzo pesaniswa neNyamafingu pakudzitarisa asi dzakati siyaneyi musiyano uri wekuti Nyamafingu (Snouted Cobra) haisvipewo. Inomhanyisa vanhu

Mhakure