Mhanje, ramba kana tsotse (Animal incapable of producing offspring).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Mhanje isina mwana hainzi ichembere. A barren woman should not be considered as an old one.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGanda vanoti gumba (barren - of animals or humans) vachireva mhuka kana munhu asingabereke.

Mazwi eBantuEdit