• Mhindo, -pinda kana rikati (Third phase of moon - last ten days of lunar month). Mwedzi waenda kumhindo: the moon is waning.
  • Mhindo, rima kana dima (Darkness of night with overcast sky only).
  • Mhindo (One occasion of many - generally plural). Vakaita mhindo zhinji: they made several attempts.
  • Mhindo (Entrance).

Mitauro yeBantuEdit


Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.