Mhindupindu (repeated turning or changing) zvinoreva kupinduka kana kushanduka kunoenderera, kunoramba kuchiitika.

Nziyo chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti impendumpendu kana izimpendumpendu (Repeated turning backward and forward; a revolving) vachireva mhindupindu.