Mhipiti, mhiripiti, gwirikwiri (Stampede) apa kureva murapatira wevanhu vanoita hovhiyo vachibuda kana kupinda panzvimbo vopedzesera vamwe vakuvara kana kutsikwa vachifa.

Mienzaniso chinjirudza