Mhitsa zvinoreva munhu ane mhasuru dzakasimba anokwanisa kutakura zvinorema kana kuita mabasa anorema. Vamwe vatauri vanoti hwendere.

Mhitsa kana mbinga (1. Heavy object, 2. large piece of anything cut or broken off). Akamedza mhitsa yemusuva wesadza.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Vakatya kumurwisa nokuti akanga ari mhitsa yerume.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Sangho vanoti misa (n. meat; muscle).