Murayiro

(runangakatsva kubva kuMirayiro)

Murayiro (Instruction in English) kududzwa kwezvinhu zvakafanirwa kuti zvitevedzerwe pane basa kana chiitiko chiri kuitika. Murayiro unokwanisa kusiyana nguva nenguva pamhando yebasa rimwechete rakafanana, zvichienderana nezviripo panguva iyoyo, munhu ari kuita basa racho uye kuti riri kuitirwa kupi.

Kune rimwe divi mutemo haushanduke zvakanyanya munzvimbo imwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza