Mukanganwi kana Mkanganwi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Rinogona richibva pashoko rokuti, kukanganwa.