Motsilili sezita
Motsilili izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Ntadimeng Motsilili; Mayah Motsilili; Tumelo Motsilili; Tshepo Motsilili.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Sesotho vanoti motsilili (n. fresh milk) kureva mukaka mumbishi.
- Silozi vanoti muzilili (n. fresh milk) kureva mukaka mumbishi.