Moyana izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe uye neku Afurika Chamhembe, Vutswana nedzimwe nyika. Zita iri rinowanzo wanikwa paMandau pakati peVashona.