Mtongori izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Juma Mtongori; Habiba Mtongori; Mwita Mtongori; Mtongori Nyamhanga.
  • Mazita ari pedyo: Mtongoli.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lozi inoti mutongoli (n. a person who up-roots (water-lily bulbs, etc.) with the hand, a hoe, etc) munhu anodzura midzi.
  • Lozi inoti mutongoli (fig. a person maliciously resurrect-ing long forgotten misdeeds done by others) munhu anofushunura nyaya dzakapfuura kare.