Mubangwe izita revanhu rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mubangwe Chilembo; Agnes Mubangwe; Joseph Mubangwe; Mubangwe Phiri.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kihehe inoti mubangwe kana libangwe (n. bidens holstii - a type of tree).